Zvakazarurwa 13:1 BDMCS

1 Uye shato yakamira pamahombekombe egungwa.Uye ndakaona chikara chichibuda mugungwa. Chakanga chine nyanga gumi nemisoro minomwe, nekorona gumi panyanga dzacho, uye pamusoro mumwe nomumwe paiva nezita rokumhura.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 13

Maonero Zvakazarurwa 13:1 akapoteredza