Zvakazarurwa 13:12 BDMCS

12 Chakashandisa simba rose rechikara chokutanga pachinzvimbo chacho, uye chakaita kuti nyika navageremo vanamate chikara chokutanga, chiya chakanga chapora vanga racho raifanira kuchiuraya.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 13

Maonero Zvakazarurwa 13:12 akapoteredza