Zvakazarurwa 13:8 BDMCS

8 Vose vanogara panyika vachanamata chikara, vose vana mazita asina kunyorwa mubhuku roupenyu reGwayana rakabayiwa kubva pakusikwa kwenyika.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 13

Maonero Zvakazarurwa 13:8 akapoteredza