Zvakazarurwa 14:13 BDMCS

13 Ipapo ndakanzwa inzwi richibva kudenga richiti, “Nyora uti: Vakaropafadzwa vakafa vanofira muna She kubva zvino.”“Hongu,” ndizvo zvinoreva Mweya, “vachazorora pakubata kwavo kukuru, nokuti mabasa avo achavatevera.”

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 14

Maonero Zvakazarurwa 14:13 akapoteredza