Zvakazarurwa 14:2 BDMCS

2 Uye ndakanzwa inzwi richibva kudenga rakaita somubvumo wemvura zhinji uye samaungira omutinhiro. Inzwi randakanzwa rakanga rakaita seravaridzi vorudimbwa vanoridza rudimbwa rwavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 14

Maonero Zvakazarurwa 14:2 akapoteredza