7 Akati nenzwi guru, “Ityai Mwari uye mumupe mbiri, nokuti nguva yokutonga kwake yasvika. Namatai iye akaita matenga, nyika, gungwa namatsime emvura.”
Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 14
Maonero Zvakazarurwa 14:7 akapoteredza