Zvakazarurwa 15:6 BDMCS

6 Mutemberi makabuda vatumwa vanomwe vana matambudziko manomwe. Vakanga vakapfeka nguo dzomucheka wakachena, unopenya uye vakamonera mabhanire egoridhe pazvipfuva zvavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 15

Maonero Zvakazarurwa 15:6 akapoteredza