Zvakazarurwa 16:2 BDMCS

2 Mutumwa wokutanga akaenda akandodurura ndiro yake panyika, uye maronda akaipa, anorwadza akabuda muvanhu vakanga vano mucherechedzo wechikara uye vachinamata mufananidzo wacho.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 16

Maonero Zvakazarurwa 16:2 akapoteredza