Zvakazarurwa 18:10 BDMCS

10 Vachitya kurwadziwa kwaro, vachamira kure uye vagochema vachiti:“ ‘Nhamo! Nhamo, Iwe guta guru,Iwe Bhabhironi, guta resimba!Kuparara kwako kwasvika munguva imwe chete!’

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 18

Maonero Zvakazarurwa 18:10 akapoteredza