Zvakazarurwa 18:19 BDMCS

19 Vachakanda guruva pamisoro yavo, uye nokuchema nokuungudza vachadanidzira vachiti:“ ‘Nhamo! Nhamo, iro guta guru,vose vaiva nezvikepe pagungwa vakapfuma noupfumi hwaro!Muawa imwe chete, raparara!

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 18

Maonero Zvakazarurwa 18:19 akapoteredza