Zvakazarurwa 19:18 BDMCS

18 kuti muzodya nyama yamadzimambo, vakuru, uye varume vane simba, yamabhiza neyavatasvi vawo, nenyama yavanhu vose, vakasununguka nenhapwa, vaduku navakuru.”

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 19

Maonero Zvakazarurwa 19:18 akapoteredza