Zvakazarurwa 19:20 BDMCS

20 Asi chikara chakabatwa, pamwe chete nomuprofita wenhema akanga aita zviratidzo pachinzvimbo chacho. Nezviratidzo izvi akanga atsausa avo vakanga vagamuchira mucherechedzo wechikara uye vanamata mufananidzo wacho. Vaviri ava vakakandwa mudziva romoto unopfuta nesafuri vari vapenyu.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 19

Maonero Zvakazarurwa 19:20 akapoteredza