Zvakazarurwa 19:4 BDMCS

4 Vakuru makumi maviri navana nezvisikwa zvipenyu zvina vakawira pasi uye vakanamata Mwari, akanga agere pachigaro choushe. Uye vakadanidzira vachiti:“Ameni, Hareruya!”

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 19

Maonero Zvakazarurwa 19:4 akapoteredza