Zvakazarurwa 20:12 BDMCS

12 Uye ndakaona vakafa, vakuru navaduku, vamire pamberi pechigaro choushe, uye mabhuku akazarurwa. Rimwe bhuku rakazarurwa, iro bhuku roupenyu. Vakafa vakatongwa maererano nezvavakanga vaita sezvazvakanga zvakanyorwa mumabhuku.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 20

Maonero Zvakazarurwa 20:12 akapoteredza