Zvakazarurwa 21:27 BDMCS

27 Hakuna chinhu chine tsvina chichazopinda imomo, uye kana upi zvake anoita zvinonyadzisa kana zvounyengeri, asi avo chete vana mazita akanyorwa mubhuku roupenyu reGwayana.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 21

Maonero Zvakazarurwa 21:27 akapoteredza