6 Akati kwandiri, “Zvaitwa. Ndini Arifa naOmega, wokutanga nowokupedzisira. Kuna iye ane nyota ndichamupa kuti anwe, asingaripi, kubva mutsime remvura youpenyu.
Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 21
Maonero Zvakazarurwa 21:6 akapoteredza