Zvakazarurwa 22:12 BDMCS

12 “Tarirai, ndiri kukurumidza kuuya! Mubayiro wangu ndinawo, uye ndichapa mumwe nomumwe maererano nezvaakaita.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 22

Maonero Zvakazarurwa 22:12 akapoteredza