Zvakazarurwa 22:6 BDMCS

6 Mutumwa akati kwandiri, “Mashoko aya akatendeka uye ndeechokwadi. Ishe, Mwari wemweya yavaprofita, akatuma mutumwa wake kuzoratidza varanda vake zvinhu zvinofanira kukurumidza kuitika.”

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 22

Maonero Zvakazarurwa 22:6 akapoteredza