Zvakazarurwa 3:10 BDMCS

10 Sezvo wakachengeta murayiro wangu kuti utsunge nomwoyo murefu, ndichakuchengetawo panguva yokuedzwa iri kusvika pamusoro penyika yose kuzoedza avo vanogara panyika.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 3

Maonero Zvakazarurwa 3:10 akapoteredza