Zvakazarurwa 5:12 BDMCS

12 Vakaimba nenzwi guru vachiti:“Gwayana ndiro rakafanira, iro rakanga raurayiwa,kuti rigamuchire simba nepfuma nouchenjeri nesimba nokukudzwa nokubwinyauye nokurumbidzwa!”

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 5

Maonero Zvakazarurwa 5:12 akapoteredza