Zvakazarurwa 6:8 BDMCS

8 Ndakatarira, uye ipapo pamberi pangu pakanga pane bhiza rakanga rakachenuruka! Mutasvi waro ainzi Rufu, uye Hadhesi rakanga richimutevera riri pedyo mumashure make. Vakanga vapiwa simba pamusoro pechikamu chechina chenyika kuti vauraye nomunondo, nenzara nedenda, uye nezvikara zvenyika.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 6

Maonero Zvakazarurwa 6:8 akapoteredza