Zvakazarurwa 8:5 BDMCS

5 Ipapo mutumwa akatora mudziyo wezvinonhuwira, akauzadza nomoto waibva paaritari, akaukanda panyika; uye ipapo kwakauya maungira omutinhiro, muroromero, kupenya kwemheni nokudengenyeka kwenyika.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 8

Maonero Zvakazarurwa 8:5 akapoteredza