Zvakazarurwa 8:7 BDMCS

7 Mutumwa wokutanga akaridza hwamanda yake, ipapo kukauya chimvuramabwe nomoto zvakavhenganiswa neropa, uye zvikakandwa pamusoro penyika. Chetatu chenyika chakapiswa, chetatu chemiti chikapiswa, uye uswa hwose hunyoro hukapiswa.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 8

Maonero Zvakazarurwa 8:7 akapoteredza