Zvakazarurwa 9:13 BDMCS

13 Mutumwa wechitanhatu akaridza hwamanda yake, uye ndikanzwa inzwi richibuda munyanga dzearitari yegoridhe iri pamberi paMwari.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 9

Maonero Zvakazarurwa 9:13 akapoteredza