19 Simba ramabhiza rakanga riri mumiromo yawo uye nomumiswe yawo; nokuti miswe yawo yakanga yakaita senyoka, ine misoro yaayiruma nayo.
Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 9
Maonero Zvakazarurwa 9:19 akapoteredza