Zvakazarurwa 9:5 BDMCS

5 Hadzina kupiwa simba rokuvauraya, asi kungovarwadzisa chete kwemwedzi mishanu. Uye kurwadziwa kwavo kwakanga kwakaita sokworumborera rwechinyavada pachinoruma munhu.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 9

Maonero Zvakazarurwa 9:5 akapoteredza