Zvakazarurwa 9:9 BDMCS

9 Dzakanga dzine zvidzitiro zvechipfuva zvakaita sezvidzitiro zvesimbi, uye mubvumo wamapapiro wakanga wakaita sokutinhira kwengoro namabhiza mazhinji ari kumhanyira kundorwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 9

Maonero Zvakazarurwa 9:9 akapoteredza