1 Madzimambo 1:40 BDMCS

40 Zvino vanhu vose vakamutevera vachiridza mabhosvo vachipembera zvikuru zvokuti pasi pakatinhira noruzha rwavo.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 1

Maonero 1 Madzimambo 1:40 akapoteredza