1 Madzimambo 1:41 BDMCS

41 Adhoniya navose vaakanga akoka, vaakanga anavo, vakazvinzwa pavakanga vopedza kudya, Joabhu akati achinzwa ruzha rwehwamanda, akabvunza, akati, “Mheremhere yose iyi muguta ndeyeiko?”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 1

Maonero 1 Madzimambo 1:41 akapoteredza