42 Achiri kutaura kudaro, Jonatani, mwanakomana waAbhiatari muprista, akasvika. Adhoniya akati, “Pinda! Murume akatendeka sewe anofanira kunge achiuya namashoko akanaka.”
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 1
Maonero 1 Madzimambo 1:42 akapoteredza