1 Madzimambo 1:5 BDMCS

5 Zvino Adhoniya, uyo aiva namai vainzi Hagiti, akazvisimudzira akati, “Ini ndichava mambo.” Naizvozvo, akazvigadzirira ngoro navatasvi vamabhiza navarume makumi mashanu kuti vamhanye pamberi pake.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 1

Maonero 1 Madzimambo 1:5 akapoteredza