1 Madzimambo 1:6 BDMCS

6 Baba vake vakanga vasina kana kumbomutsiura paupenyu hwake hwose vachiti, “Ko, izvi nezvizvi wazviitirei?” Akanga ari murume akanaka pachiso chake uye ndiye aitevera Abhusaromu pakuberekwa.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 1

Maonero 1 Madzimambo 1:6 akapoteredza