1 Madzimambo 10:21 BDMCS

21 Midziyo yose yaMambo Soromoni yokunwira yaiva yegoridhe rakanakisisa. Hapana chakanga chakagadzirwa nesirivha, nokuti sirivha yakanga isingakoshi zvikuru mumazuva aSoromoni.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 10

Maonero 1 Madzimambo 10:21 akapoteredza