1 Madzimambo 10:22 BDMCS

22 Mambo aiva nechitsama chezvikepe zveTashishi pagungwa izvo zvaiva pamwe chete nezvikepe zvaHiramu. Zvikepe zveTashishi izvi zvaiuya kamwe chete mumakore matatu zviine goridhe, sirivha, nyanga dzenzou, mapikoko namakudo.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 10

Maonero 1 Madzimambo 10:22 akapoteredza