1 Madzimambo 12:14 BDMCS

14 akatevera zano ramajaya akati, “Baba vangu vakaita kuti mutoro wenyu ureme kwazvo; ini ndichaita kuti ureme kupfuura ipapo. Baba vangu vakakurovai nezvamboko; ini ndichakurovai nezvinyavada.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 12

Maonero 1 Madzimambo 12:14 akapoteredza