1 Madzimambo 12:15 BDMCS

15 Naizvozvo mambo haana kuteerera vanhu, nokuti zvakaitika izvi zvakanga zvabva kuna Jehovha, kuti shoko raJehovha raakanga ataura kuna Jerobhoamu mwanakomana waNebhati kubudikidza naAhija muShiro rizadziswe.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 12

Maonero 1 Madzimambo 12:15 akapoteredza