1 Madzimambo 12:16 BDMCS

16 Zvino vaIsraeri vose pavakaona kuti mambo akanga aramba kuvateerera, vakapindura mambo vakati:“Tino mugove weiko muna Dhavhidhi,nhaka yedu ndeipiko mumwanakomana waJese?Kumatende enyu, imi vaIsraeri! Iwe Dhavhidhi,chizvichengetera imba yako!”Saka vaIsraeri vakaenda kumisha yavo.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 12

Maonero 1 Madzimambo 12:16 akapoteredza