1 Madzimambo 13:11 BDMCS

11 Zvino paiva nomumwe muprofita akanga ava harahwa aigara muBheteri, vana vake vakauya vakamuudza zvose zvakanga zvaitwa nomunhu waMwari musi iwoyo muBheteri. Vakaudzawo baba vavo zvaakanga ataura kuna mambo.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 13

Maonero 1 Madzimambo 13:11 akapoteredza