12 Baba vavo vakavabvunza kuti, “Aenda nenzira ipiko?” Zvino vana vake vakamuratidza nzira yakanga yaendwa nayo nomunhu waMwari aibva kuJudha.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 13
Maonero 1 Madzimambo 13:12 akapoteredza