1 Madzimambo 13:3 BDMCS

3 Musi mumwe chete iwoyo munhu waMwari akapa chiratidzo akati, “Ichi ndicho chiratidzo chataurwa naJehovha: Aritari ichatsemuka uye madota ari pamusoro payo acharasirwa pasi.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 13

Maonero 1 Madzimambo 13:3 akapoteredza