1 Madzimambo 13:4 BDMCS

4 Zvino Mambo Jerobhoamu paakanzwa zvakanga zvadanidzirwa nomunhu waMwari kuaritari paBheteri, akatambanudza ruoko rwake ruchibva kuaritari akati, “Mubatei!” Asi ruoko rwaakatambanudzira kumurume uyu rwakaoma, zvokuti akatadza kurudzosa zvakare.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 13

Maonero 1 Madzimambo 13:4 akapoteredza