1 Madzimambo 14:5 BDMCS

5 Asi Jehovha akaudza Ahija kuti, “Mukadzi waJerobhoamu ari kuuya kuzokubvunza nezvomwanakomana wake, nokuti ari kurwara. Zvino iwe uchamupa mhinduro yokuti neyokuti. Paachasvika achazviita somumwe munhu.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 14

Maonero 1 Madzimambo 14:5 akapoteredza