1 Madzimambo 14:6 BDMCS

6 Zvino Ahija paakanzwa mutsindo wetsoka dzake pamusuo, akati, “Pinda, mukadzi waJerobhoamu. Sei uchizviita somumwe munhu? Ndatumwa kwauri namashoko asina kunaka.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 14

Maonero 1 Madzimambo 14:6 akapoteredza