1 Madzimambo 15:3 BDMCS

3 Iye akaita zvivi zvose zvakanga zvaitwa nababa vake asati ava mambo; mwoyo wake wakanga usina kuzvipira zvizere kuna Jehovha Mwari wake sezvakanga zvakaita mwoyo watateguru wake Dhavhidhi.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 15

Maonero 1 Madzimambo 15:3 akapoteredza