1 Madzimambo 15:4 BDMCS

4 Zvisinei, nokuda kwaDhavhidhi, Jehovha Mwari wake akamupa mwenje muJerusarema nokumutsa mwanakomana kuti amutevere paumambo uye nokusimbisa Jerusarema.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 15

Maonero 1 Madzimambo 15:4 akapoteredza