1 Madzimambo 17:16 BDMCS

16 Furawu yaiva muhari haina kupera uye mafuta aiva muhari haana kupera, sezvazvakanga zvarehwa neshoko raJehovha rakataurwa naEria.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 17

Maonero 1 Madzimambo 17:16 akapoteredza