1 Madzimambo 17:17 BDMCS

17 Kwapera nguva yakati, mwanakomana womukadzi, muridzi weimba, akarwara. Kurwara kwake kwakanyanya kwazvo, pakupedzisira akamira kufema.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 17

Maonero 1 Madzimambo 17:17 akapoteredza