1 Madzimambo 17:18 BDMCS

18 Mukadzi akati kuna Eria, “Ndakakutadzireiko, munhu waMwari? Wakauya here kuzondirangaridza chivi changu nokuuraya mwanakomana wangu?”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 17

Maonero 1 Madzimambo 17:18 akapoteredza