1 Madzimambo 18:27 BDMCS

27 Ava masikati, Eria akatanga kuvatuka akati, “Danidzirisai! Zvirokwazvo ndimwari! Zvichida ari kufunga zvakadzama kwazvo, kana kuti ane basa kwazvo, kana kuti ari parwendo. Zvimwe akavata zvokuti anotofanira kumutswa.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 18

Maonero 1 Madzimambo 18:27 akapoteredza