1 Madzimambo 18:30 BDMCS

30 Ipapo Eria akati kuvanhu vose, “Uyai kuno kwandiri.” Vakauya kwaari, iye akagadzira aritari yaJehovha yakanga yaputswa.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 18

Maonero 1 Madzimambo 18:30 akapoteredza